Chitonga (kana Tonga) mutauro unowanikwa munyika yeZambia neZimbabwe mudunhu rakagomba Rwizi Zambezi zvichibva paVictoria Falls kunosvika kuBatoka.
[1] [2] [3]