Mhuno kana mhino (nose) inhengo yomuviri iri pachiso chemhuka dzine muzongoza yadzinofema nayo. Pamunhu mhuno iri pakati pechiso; mune dzimwe mhuka dzinoyamwisa mhuno iri pamusoro panoperera chimuromo. KuChiNdau vanoti miro.

Kubata kana kunzwa hwema hwechinhu kunonzi kukamba. Saka muvhimi anoti: Imbwa dzakamba hwema dzikatevera hwaenda mhembwe.

Mitauro yeBantu