Mukondombera zvinoreva pandemic kana chirwere chakatekeshera. AIDS muenzaniso wechirwere chakatekeshera - saka pakutaurwa tinofanira kuti Mukondombera weAIDS nokuti kunokwanisa kuita mukondombera wechimwewo chirwere. Mazuvano vanhu vazhinji vanokanganisika vachifunga kuti zvinoreva chirwere che HIV-Aids.

Mitauro yeAfrika