Zvipfeko zvinhu zvinorukwa zvichishandiswa kuvhara muviri wemunhu. Vanhu vanosimira zvipfeko nezvikonzero zvakasiyana zvinoti:

Mazita ezvipfeko

burugwe.( under wear)

Mucheno

Shoko rokuti kupuvira kana kupurira rinoreva kuita chinhu nomutowo wakapfurikidza mwero wakaterama. Apa chiri kuitwa chingava: kupfeka mbatya dzakanakisa pamucheno; kukaringa kana kurunga chokudya chabikwa; huwandu zvezvinhu zvaunzwa kana kutengwa , zvichingodaro.

Zvipfeko Zvechinyakare

Nyaudzosingwi

Mitauro yeBantu