Chihausa (Hau. Harshen/Halshen Hausa; Ajami: هَرْشَن هَوْسَ) mutauro wekuNaijeriya inotaurwa ne Vahausa muChadhi, uye muruzhinji rwechighamhu chemaodzanyemba eNaijeriya, Ghana, Kameruni, Bhenini uye chighamhu chechamhembe cheNaija, reruzhinji rushoma rwe Sudhani uye Khoti Dhi Vhwa.

Imembha ye mutauro we mhuri Chiafurika-Ezhiya uye ndiwo mutauro unevatauri vazhinji mubazi re mhuri ye mitauro we Chichadhi. Une ethinologu inofungidzirwa kunzi unotaurwa semutauro wamai ne vanhu vanogona kusvika 47 mamiriyoni uye nevanhu 25 mamiriyoni vanoutaura semutauro wechipiri, hwerengo ye numeri ye vatauri ve Chihausa unofungidzirwa kuti unosvika 72 mamiriyoni.

MuNaijeriya, hushangazhi we Chihausa unodanwa kunzi Kannywood.

Mazwi Anotodza Mitauro ye Chibantu

Chihausa Chivanhu Tsananguro
aiwa chokwadi rakafanana ne shoko reChishona rokuti aiwa
baba baba; bambo; tate
Babania tete; babakadzi; babamkunda Chitsonga ne Chilenge chinoti hahani
bare mupfumba
bungula kupungura; kukutura
chira kuponeswa, kuchira, kuchirisa Chikalanga chinoti chila kureva kurarama
gari hupfu Chiswahili chinoti wo ugali kureva sadza.
goni binduko, usevenzi; useza; unyanzvi kana kugona
kanwa ane mukanwa; nhomba; kubongozeka; kububa
lele kupingudza; kupfuwa; kupfuya
rufushi rufuse; rufutse
karau armlet
makoma kupedza; kupera
guma kuguma, kupera

Mamwe Mashoko

Mashoko ashandiswa

Mabviro eruzivo

  1. https://archive.org/details/dictionaryofhaus01robiuoft/page/252/mode/2up